Kukana

(runangakatsva kubva kuKukanidza)

Kukana (to fight with words) kutaudzana kusina mashoko matsvene.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Zigula inoti kukana (deny, denying; reject; contradict). Sokuti: Simkana Mwaliko. (I denied [knowing] Mwaliko).
  • Zigula inoti kukanana (deny each other, argue with each other; contradict each other).
  • Uyo Ibibio inoti kan (deny, refute, prove innocent) kureva kukana. Mamwe mazwi: ekana (n. denial).