Kukasika
(runangakatsva kubva kuKukasira)
Kukasika (to do fast or quick; to be early, to be first).
- Mazwi ari pedyo: kuchimbidzika.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaLuba vanoti lukasa (n. quickly) kureva kukasika.
- Hadiyya vanoti gaassaa (first of all; early) kureva chekutanga. Mamwe mazwi: gaassim (adj. before, already).
- Hadiyya vanoti gaassaa marrukko (v. to go prior to). Mamwe mazwi: gaassukko (adj. 1. to precede; 2. to be first of all, to get in ahead of somebody).