Panoitwa basa rokuveza, shoko rokuti kukohwa (to fashion) rinoreva kavezero kacho kanozoumba chiumbwa chiri kudiwa. Muvezi anoveza munzvimbo dzakasarudzwa kuti shepi yaari kuda ibude saizvozvo. Anoveza mupinyi anoveza zvakasiyana neari kuveza duri kana ari kuveza joko remombe.

  • Kukowera (to make wooden articles, to be skillful) apa kureva munhu anew humhizha hwekuveza - munhu ane humhizha seizvi anodzi govere.
  • Sekuru vari kukohwa mupinyi kubva padanda remunhondo ravatema musango.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Vatauri veYao vanoti kupanganya (v. to make).