Kukoniwa
Kukoniwa (fail, to be unable) zvichireva kukundika kana kutadza kubudirira pakuita chinhu.
Mamwe Mazwi
chinjirudzaMitauro yeBantu
chinjirudza- VaLozi vanoti -kona (v.t. to be capable, to be qualified; to have ability or skill, to be able - with reference to work) kureva kugona.
- VaLozi vanoti -konwa (to be overpowered by someone) kureva kukonwa. Mamwe mazwi: -konana (to be of equal strength) kureva kukonana.
- VaLozi vanoti -konela (be able to do something for someone, overpower for someone) kureva kugonera. Mamwe mazwi: -konela (be able to do anything by oneself, be self-reliant) kureva kuzvigonera.
- MaZulu vanoti umhlwenga kana imihlwenga (Conceit, self-confidence). Ku kushwenga?