Kukuva Kwechinhu
(runangakatsva kubva kuKukuwa Kwechinhu)
Shoko rokuti kukuva rinotaura chinhu chasvika pakupera kwemwaka wacho, kana chabva padanho rachanga chiri.
- Kukuva Kwechinhu (be used up, exhausted).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Muhacha wakuva: the muhacha tree has come to the end of its fruit bearing for this season.
- Umhandara hwake hwakakuva: she is no longer a virgin.
- Chadyiwa chakuva, naizvozvo usanyime mumwe anosvika uchidya: what is eaten is gone anyway, so you gain nothing by refusing to share your food with someone who arrives while you are eating.
- Wanditengesera mushonga wakakuva December wegore rapera: you sold me medicine that expired December last year.
- Muchero wakurumbira wakuva. A fruit that is plentiful is already out of season.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLozi vanoti -kuwa (v.i. to come to an end, to be finished - with reference to fruit when the season is over) vachireva kukuwa.
- VaLozi vanoti Miselo i se i kuwile mwa mushitu vachireva - michero yemusango yakuwa.
- VaTiriki vanoti khuwa (to come to an end, to be over, to be finished, to decrease and finally disappear ) vachireva kukuwa.
- VaGwere vanoti kuwa (be used up, exhausted) vachireva kukuwa. VaBukusu vanoti khúúwa (get finished, end, cease, stop, limit) vachireva kukuwa.
- MaZulu vanoti khu6a (v. Do completely, finish off a big job). Mamwe mazwi: Wa6ukhu6a utshwala (He finished off all the beer).
- Lubwisi vanoti kukuwa (v. Die) kureva kufa.