Kumbumba
Kumbumba (go down, subside) zvinoreva kuserera, kuderera kana kudzikira pahuwandu, kugona kana hupfumi. Vamwe vanoti kumbomba.
- Kudzvotota kana kudzveva (Subside as river does). kureva kuserera kwerwizi.
- Kumbovova, kumbomba kana kumbemba (to go down as floods, tyres etc.).
- Kumbovera (Collapse inwards) kana kufototoka.
- Kumhovera (sink , as when walking in deep mud).
Tsika
chinjirudza- Chikwata chenhabvu chiya chazombumba manje.
- Rwizi rwanga rwambumba pavazoyambuka kuenda mhiri.
- Rukova rwakati dzvototo: the river has gone down.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kuserera kana kumbeva (to subside as flood or storm).
- Kuserereka (to crouch; to sink gradually in water).
- Kusereredza (to cause to abate; to cause to sink).
- Kumbomba (Subside. Go down (e g river in flood) kana kuserera.
- Kumbomboma (Collapse - e.g. building -kuzhokoteka; 2. to crumble - e.g. riverbank).
- Kumbombomedza (1. Cause to sink or submerge. 2. Cause to collapse or crumble).
- Kumbombomeka (Sink, submerge) kana kunyura.
- Kumbombova (Subside - of swelling - kupweva; 2. Fall in - piece of ground).
- Kumbwera kana kuwarakatika (1. Fall and scatter; 2. Fall - one object, or many, one by one; 3. Collapse ground or structure).