Open main menu

Kumimina (to strain, filter) inzira inoshanda kupatsanura magodo kubva kumutuvi kana mvura. Somuenzaniso kana munhu ari kunwa tea yemasamba asiri mu teabag anoshandisa kasefa kanomimina masamba kuti apatsanurwe kubva ku tea yaanoda kunwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kumimina (to strain, filter) kureva kumimina.
  • Mururimi rweZigula vanoti kumimina (to pour off liquid residue; pour out liquid residue) kureva kumimina.
  • Mururimi rweZigula vanoti kumiminika (be pourable) kureva kumiminika.