Kun'ura

Corroding machinery at old White Island sulphur mine.JPG

Kun'ura (corrosion) zvinotaura mushonga unesimba rokukwanisa kudya uchichera zvimwe zvinhu zvikurusei simbi. Acid zhinji dzinokwanisa kun'ura iron.