Kunyima sezita
Kunyima izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Tsepiso Kunyima; Bernacia Kunyima; Obed Kunyima; Patrick Kunyima.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Uyo Ibibio inoti nyim (v. refuse, hold back something when one has it to give) kureva kunyima.