• Kunyisa (to convict, give a verdict against) apa kureva kutema mutongo wemhosva yakaparwa yatsarukana padare.
  • Kunyisa (to defeat, conquer, to prevail; to attack).
  • Kunyisa (euphemism for giving one a thorough beating).

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Baranai muwande, muzadze nyika, muinyise; mutonge padera pehove dzomuruandhle, padera peshiri dzomumweya nepadera pezviro zveshe zvipuka zvidoko nezvinopona zvinogwezva padera penyika. (Genesis 1:28, Bhaibheri reChiNdau).
  • Wakapaura varwi vake usiku, iye nevaranda vake, wakavanyisa, akavarumbirira metsa kuguma Hobha: During the night he and his servants divided his forces against them, then attacked and pursued them all the way to Hovah. (Genesis 14:15, Bhaibheri reChiNdau).
  • Avo vanoti, “Ngorurumi rwedu tinozonyisa; miromo yedu ngeyedu: those who say, “By our tongues, we will prevail; our lips are with us. (Nduyo 12:4, Bhaibheri reChiNdau)



 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.