Kupangamuka

Kupangamuka kana kupangama (bulky) zvinoreva chinhu chine mumhu wakakura, imwe nguva chisina huremu hwakakura.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLuganda vanoti kupanga (to set up; to pile; to assemble).
  • VaLugwere neVaLugungu vanoti kupanga (v. arrange, organise, align, queue or line up; put such that in a certain order or arrangement).
  • Izwi rokuti gupanga (to prepare, spread out, set the table) rinotarwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti panga (to make do; fabricate) rinotaurwa mururimi rweChewa.
  • Vatauri veYao vanoti kupanganya (v. to make).