Kuputa fodya zvinoreva kufemba fodya inenge yakaputirwa mupepa yobatidzwa moto kana kufemba fodya yakatsokerwa muchikwepa.

Tsika chinjirudza

  • Mazuvano vanotengesa fodya vanopa yambiro inoti, kuputa fodya kungango kanganisa hutano.
  • Akuruma nzeve ndewako.
  • Vanotengesa doro vanopawo yambiro yokuti: "Musatyaire muchovha kana kushanda pamichina panguva yokunge mambonwa doro

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaZigula vanoti kuputa (to smoke) kureva kuputa fodya. VaZigula vanoti kuputwa (be smoked) kureva kuputwa.
  • VaZigula vanoti kuputika (be smokable) kureva kuputika. VaKagulu -puta (v. blow).
  • MaZulu vanoti ukubhema (to smoke) kureva kuputa fodya. Xilenge vanoti kuphuta (to roll up papers).
  • VaTonga vanoti syuta (n. to bite) kureva kuruma. Fananidzai nokuti kusvuta fodya.