Kurima neMashoko
(runangakatsva kubva kuKurima nemashoko)
Kurima neMashoko kana kurima munhu (v. badmouth) zvidudza kutaura mashoko pamusoro pemumwe uine chinangwa chokumuwisa kubva pachinzvimbo kana kumusvibisa chimiro pakati pevamwe vanhu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Lugwere vanoti kulimira (v. badmouth, malign, slander, work towards the downfall of somebody) kureva kurima nemashoko.
- Luganda vanoti okulimirira (v. defame) kureva kurima nemashoko.