Kurivara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: David Kurivara; Tawanda Kurivara; Ndangariro Kurivara.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • MaZulu vanoti libala (Escape from the memory ; cause the memory to fail) kureva kukanganwa.
  • MaZulu vanoti libala (v. delay, loiter, waste time) kureva kunonoka. Muenzaniso: Uyali6ala ekwenzeni (You are slow in doing it).
  • MaZulu vanoti libaza kana libazisa (v. Cause to delay; delay, detain; keep a person waiting; hold back; interrupt) vachireva kunonotsa.
  • MaZulu vanoti isilibazi (v. Loiterer, dilatory person) munhu anonoka kuita zvinhu. Mamwe mazwi: ubulibazi (n. Dilatoriness, loitering, laziness).
  • Silozi vanoti libala (v. forget) kureva kukanganwa. Sepedi vanoti lebala kureva kukanganwa.