Kusanganisa (to mix, put or throw together) zvinoreva kuvhenganisa kana kuisa pamwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kikongo vanoti sanganisa (to mix, put or throw together). VaKongo vanoti sangana (to intermingle, mix together).
  • VaKongo vanoti sangwa (v.i. mix). Umbundu vanoti lisemisa (v. to mix) kureva kusanganisa.
  • VaYao vanoti kusonganya kana kuunganya (to collect). Kinyarwanda vanoti gusanga (to find).
  • VaMakonde vanoti kukundanya (mix, collect together, add). VaMakonde vanoti kukundanila (share).