Kusendekera izvi iri harisati rawanikwa kuti rinorevei? Tichitarisa mazwi anobva kuVaLozi izwi iri rinenge rinoreva kutaura nechibhende.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kune rwiyo rwakaimbwa nguva yeHondo yeChimurenga rwainzi Sendekera Mukoma Chakanyuka. Rwiyo urwu rwaiti:

Sendekera Mukoma Chakanyuka
Taura tinzweka Mukoma Chakanyuka
Ndizvozvoka Mukoma Chakanyuka
Sendekera Mukoma Chakanyuka

  • Zvichida rwiyo uyu rwairevera kuti mukoma Chakanyuka vataure vachibhendeka kuitira kuti muvengi weChirungu asanzwa.

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaLozi vanoti -shendekela (v.t. to speak ironically to someone).
  • VaLozi vanoti mashendekela kana mashendekala (n. irony, sarcasm) kureva chibhende.