Kushanya

Kushanya (to visit) zvinoreva kuenda kunzvimbo yausiri mugari wepo. Somuenzaniso ini saimba ndikaenda kumba kwevabereki vangu ndinonzi ndashanyira vabereki vangu kana ndisisagari pamba pevabereki mazuvaose.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi vanoti kupota (to visit) vachireva kushanya.
  • VaLozi vanoti mapotelo (n. pl. places one can visit, an excuse for visiting) vachireva nzvimbo dzaunokwanisa kushanyira.