Kutambura
Kutambura (being in poverty or want) zvinoreva kuva munhu ari kushaya kana murombo.
- Nhamburiko (poverty, want).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Nhamburo rinobva pakuti kutambura.
- Kuchikidza (cause to suffer).
- Chichiso kana dambudzo (cause of suffering) zvinotaura maitiro anokonzera kutambudzika kwevanhu.
Mamwe Mazwi eBantu
chinjirudza- VaTiriki vanoti khutamba (to need, to lack) kureva kutambura. Mamwe mazwi: mutambi (one who lack something (e.g. a man who lacks a child), a needy person).
- VaWanga vanoti omutambi (needy person) kureva mutamburi. Mamwe mazwi: okhutamba (v. need; be lacking in; lack) kureva kutambura.
- VaGwere vanoti kudamba (be needy; be in need; be deficient; be without). Lubukusu vanoti khúútaamba (vtr need, be lacking in, lack, be poor, be destitute, be helpless, be bereaved).
- VaGwere vanoti kudamba (labour. toil, struggle. suffer) kureva kutambura? VaGwere vanoti budambi (neediness) kureva kutambura?
- VaGwere vanoti kudambya (v. disturb, vex, cause trouble; inconvenience or make s.b. suffer) kureva kutambudza.