Kutanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Martine Kutanda; Rollete Kutanda; Luckman Kutanda; Obedience Kutanda.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mbukushu inoti tandha (v. to split reeds).
  • Mbukushu inoti thitandhi (n. sieve made of split reeds).