Kutandavara
Kutandavara (to spread out as of tree roots, or as of one's legs stretched out) zvinoreva kutambaradza makumbo zvikurusei kana munhu akagara.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaYao vanoti kutandika (to spread out) kureva kutandavadza.
- Vatauri veUmbundu vanoti tandavela (stretch forth hand or foot) kureva kutandavara.
- Vatauri veUmbundu vanoti tandaluka (withdraw foot).
- Mururimi rweLugwere vanoti kutandabala (v. be spread out, extend, broaden, occupy space) kureva kutandavara.