Mazwi anoti Kutendeka Pakureva ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi consistency of meaning and interpretation izvi zvichidudza kuti mashoko ataurwa anoturikirwa kana kurapanurwa nenzira isingashanduke munhambo dzose.

Tsika chinjirudza

  • MuBhaibheri Mwari vanodudza kuti ndakatendeka pakureva, kubudikidza neshoko rinoti handishanduke zuro, nhasi namangwana.