Kutsaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Vuxa Kutsaka; Paulo Kutsaka; Mimie Kutsaka; Alicia Kutsaka.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti kuthaka kana mathako (n. diversion, pasttime) kureva chivaraidze. Pamamwe mazwi eKikuyu thi anotodza tsi weShona. Sokuti rothingo rua nyuma (n. wall of a house).