Kutsinzinya

Kutsinzinya (to close the eyes) zvinoreva kuvhara maziso.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva chito zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Shambala inoti shize kana mushize (adj. black) kureva nhema. Mamwe mazwi: washize, kishize.
  • Ila inoti mushinze kana munshinze (darkness) kureva rima. VaTonga vanoti musinze (darkness).