Kushambidzika

(runangakatsva kubva kuKutsvinda)

Shoko rokuti kushambidzika kana kuti kutsvinda (orderly, neat, tidy) zvinoreva zvose kuchena kwenzvimbo nekurongeka kwakanaka kwenhumbi nemidziyo iri panzvimbo.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Kushandira panzvimbo yakatsvinda kunoderedza njodzi dzekukuvara pabasa.
  • Mbuya Gwaze vaifarira kugara mumba makatsvinda.