Kutunda kunoreva kurasa mvura iya inonzi weti. Varume vanoshandisa mboro pakutunda uye vakadzi vanoshandisa nyo dzavo kana kuti mapeche. Kutunda kunorevawo kubudisa maronyo kunoitwa nevarume kana vapedza kusvira kana kuti kuchaya bonyora. Kana varume vatunda vanorara hope dzeumambo.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Nsenga vanoti kuvumba (v. to pass water).
  • VaBemba vanoti ukusunda (v. to urinate).