Kuworora

Kuworora kana kuorora (to punish; to bring disaster).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Genesis 4:13, ... Kuororwa kwangu kunopinda ukwo kwendingakona kutwara: My punishment is greater than I can bear.

Mitauro yeBantuEdit