Dinka mutauro unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Dinka inoti bar (n. place in forest which is clear of undergrowth, area of no trees) kureva chiwara.
  • Dinka inoti dok (v. return) kureva kudzoka. Mamwe mazwi: kok (n. arm) kureva ruwoko.
  • Dinka inoti yeer (n. light) kureva chiedza. Fananidzai nokuti kuyedza. Herero inoti yera (bright, light, shiny).
  • Dinka inoti ɣer (adj. white). Mamwe mazwi: yer (adj. clean, pure) kureva kuyera. Mamwe mazwi: ɣer (v. be white, clean, pure).
  • Dinka inoti ɣɛrde (its light) kureva kwayedza. Mamwe mazwi: ɣɛr (n. outside) kureva panze. Yeeric (full moon).
  • Dinka inoti nyon (v. mix up, put in disorder) kureva kunyonganisa. Mamwe mazwi: nyin (n. kind, like another) - fananidzai nokuti nyina?
  • Dinka inoti ruer (v. shone on, brighten up) kureva kubwinya. Herero vanoti oku-yerisa (v. to glorify, exalt).
  • Dinka inoti gam (v. agree, accept, give) kureva kugamuchira kana kupa.
  • Dinka inoti tëm (n. cutting of sorghum, wood, etc.; harvest), kutema kana kukohwa. Mamwe mazwi: -tem (v. decide, put an end to; end, finish).
  • Dinka inoti agol kana kol (n. circle) kureva denderedzwa.
  • Dinka inoti tek (v. to divide; distribute) kureva kugova. Fananidzai nokuti kutekeshera?
  • Dinka inoti kaam (v. separate, be between) kureva kukamura. Mamwe mazwi: kam, kaam, kɛm (prep. between, among).

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Dinka inoti matabaa (n. maize) kureva chibage. Mamwe mazwi: aciek (n. creator, inventor, man of genius; composer) kureva musiki.
  • Dinka inoti acol (adj. black) kureva hutema. Mamwe mazwi: agala (r n. high river bank) kureva gombe rakakwirira.
  • Dinka inoti aduk (n. large bowls) kureva fombwe huru. Mamwe mazwi: bau ( n. aluminium).
  • Dinka inoti adhuoŋ (n. arthritis). Mamwe mazwi: agook (adv. very). Anyam (n. wax).
  • Dinka inoti agok (n. baboons, monkeys) kureva mapfeni kana tsoko.
  • Dinka inoti anyar (adj. straight) kureva kutwasuka. Mamwe mazwi: anyar (n. buffalo ) kureva nyati.
  • Dinka inoti baai (1. abode, compound, habitation, homestead; 2. group of houses, village; 3. country, area) kureva musha.
  • Dinka inoti bar (adj. length; long, high, tall) kureva refu. Mamwe mazwi: baar (n. lake) kureva nyanza.
  • Dinka inoti bet (num. eight) kureva sere. Mamwe mazwi: guap (n. body) kureva muviri.
  • Dinka inoti jini (n. gold) kureva ndarama. Mamwe mazwi: jik (v. pure, sincere, virtuous) kureva tsvene.
  • Dinka inoti kaar (n. kinship) kureva hukama. Mamwe mazwi: dom (v. form) kureva kuumba.
  • Dinka inoti mandala (n. ball) kureva bhora. Mamwe mazwi: nyan (n. girl, sister) kureva musikana.
  • Dinka inoti gom (v. surround, stay around (a crowd) to look at) kureva kukomberedza.
  • Dinka inoti ter (v. struggle). Mamwe mazwi: teer (n. argument, strife). Tëër (n. scrambling for something). Ko nherera?
  • Dinka inoti tën (n. 1. place; 2. (to) here. Mamwe mazwi: tën aköl (war from that time or day). Tënë (prep. 1. in place of. 2. from, to (with you and goes away). Tëno (where).
  • Dinka inoti tɛ̈ɛ̈m (v. get across a river). Mamwe mazwi: tɛɛm (v. to stop, cease, be finished).
  • Dinka inoti bei (out, outside) kureva panze. Mamwe mazwi: nyir (v. dislike, hate) kureva kuvenga.
  • Dinka inoti wɛɛr (v. scatter) kureva kumwararika. Mamwe mazwi: wët/wël (n. word, opinion, order, message, advice, matter, news, issue).
  • Dinka inoti gau (v. delay, linger, tarry) kureva kunonoka. Mamwe mazwi: ger (n. across). Gɔ̈n See: gɔ̈ɔ̈t. (n. hill, mountain).
  • Dinka inoti run (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: run (n. years) kureva makore.
  • Dinka inoti bau (n. grassless place; lake) kureva pasina uswa. Mamwe mazwi: alaŋ (n. place beside) kureva parutivi.
  • Dinka inoti kɛm (n. place between). Köŋ (n. place) kureva nzvimbo.
  • Dinka inoti lau (adj. empty, free) kureva demhe. Mamwe mazwi: look (n. place, direction, somewhere).
  • Dinka inoti män kana mät (n. gathering place) kureva nzvimbo yekuasangana. Fananidzai nokuti mana.
  • Dinka inoti nyin kana nyïn (n. 1. eye. 2. face. 3. place). Mamwe mazwi: kam (n. time; distance; space) kureva nguva, nhambwe.
  • Dinka inoti puk (v. separate, elect, choose, branch off) kureva kutsaura.
  • Dinka inoti akeu (1. boundary, border. 2. milky way - divides the sky).) kureva muganhu. Mamwe mazwi: nyaŋ (v. moisten the hands with water or saliva).
  • Dinka inoti caam (west) kureva madokero. Mamwe mazwi: ciɛ̈ɛ̈n (n. south) kureva chamhembe.
  • Dinka inoti tueŋ (north, front place; front, before, on the front of the head). Mamwe mazwi: cuɛ̈c (east) kureva mabvazuva.
  • Dinka inoti ciɛl kana cilic (middle.) kureva pakati. Mamwe mazwi: jur (person of another tribe) kureva munhu werumwe rudzi.

Nhamba chinjirudza

  • Dinka inoti tok (num. one) kureva posi. Mamwe mazwi: reu/rou (num. two) kureva piri.
  • Dinka inoti diak (num. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: ŋuan (num. four) kureva zvina.
  • Dinka inoti dhiec (num. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: (num. six) kureva tanhatu.
  • Dinka inoti dhorou (num. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: bɛ̈t (num. eight) kureva sere.
  • Dinka inoti dhoŋuan (num. nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: thiäär (num. ten) kureva gumi.

[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Nilo-Saharan/Nilotic/Comparative%20Dinka%20lexicon%20converted.pdf