Kukamura
Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anoreva kukamura.
- Kukamura; kuganura; kugura ; kugova; kupambura (to divide).
- Kukamukana (to go separate ways; to separate; to divide).
- Kugovanisa; divide amongst, - kukovaisa kana kuringanisa.
- Kuravura; kupambazura; kusamhazura (divide from one another; to classify).
- Kuguranya kana kuchekanya (divide into pieces).
- Kupima doro (divide beer) apa kugovera kana kukota.
- Kuparadzana; kupesana (be divided).
- Mugoveri kana govere (divider).
- Kupanda kana kupaura (to divide).
- Kupanda Mipanda (divide into rooms or groups).
- Kupandana (divide, go in different directions).
- Kupandanisa (divide; separate).
- Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Ndinoda kuti ufumire kudanga remombe, undiravurire mhou nemhuru, ugoudza mufudzi kudzifudza paviri.
- Psalm 108:7 ....ndichadakara ndichapaura Shechem.
- Kukamura (Remove part from of something. Break into parts. Divide). Kamura upfumi hwako undipe umwe: divide your possessions and give me part of them.
- Kukamura (Take loose handful) zvichireva kunokora,
- Kukamura (Nearly finish). Takamura kurima: we have nearly finished ploughing.
- Takamura sadza: we have nearly finished what there is to eat.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Herero vanoti pangurura, timbura kana tembura (divide) kupatsanura. Mamwe mazwi: paura kana yapura (separate).
- MaZulu vanoti isigamu kana izigamu (Piece chopped or cut off; portion; anything cut short, stump.) kureva chikamu.
- MaZulu vanoti umgamu (1. interval of space, distance - as between towns; 2. Interval of time). Mamwe mazwi: gamuka (Get broken or cut off; come to a stop, cease; come to an end) kukamuka.
- Zigula vanoti kukamka (v. to fade) kureva kukamuka. Dinka inoti kam, kaam, kɛm (prep. between, among).
- Dinka inoti kaam (v. separate, be between) kureva kukamura. Mamwe mazwi: kam (n. time; distance; space) kureva nguva, nhambwe.