Tsoko
Tsoko (Nge: monkey) soko kana shoko imhuka inowanikwa muAfurika neEzhiya inoda kufanana negudo asi ine mumhu mudiki pane gudo. Tsoko dzinowanikwa munzvimbo zhinji muZimbabwe dzichigara musango.
Tsika
chinjirudzaKune madzinza ane mutupo weshoko anosanganisira: