Motsi

(runangakatsva kubva kuPosi)
Dobodzi Motsi Piri
1
-1 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9

Udorongodzwa hwe manumeriMbumbira

0 10 20 30 40 50 60 70 80 90

Kadhinari motsi, poshi, modza
Hodhinari Chimodza, Chimotsi

Chiposhi, chipotsi

Mtandira we unumero un'we (unary)
Fek'tarizesheni
Zvigoviso (divisors) 1
Manumeri e Chigriki Α´ ne α'
Manumeri e Chirhoma I, i
Chivakashure che Chigiriki mono-/haplo-
Chivakashure che Chiratini uni-
Binary 12
Ternary 13
Octal 18
Duodecimal 112
Hexadecimal 116
Chiarabhu, Chikurudhi,

Chipezhiya, Chisindhi, Chiurudhu

١
Chiasamiya & Chibhengari
Manumeri e Chichayina 一/弌/壹
chiDhevhanagari
Chige'ezi
Chijojya Ⴀ/ⴀ/ა(Ani)
Chihebheru א
Chijapani 一/壱
Chikanadha
Chikhimeri
Chimarayaramu
Chitai
Chithai
Chitamiri
Chitelugu
Rodhi ye kurava 𝍠

Motsi (1) poshi kana chimwe iri ivara rehuwandu, chiperengo chehuwandu, uyewo izita rechiperengo chinomirira huwandu uhu. Chinomirira huwandu hwechinhu chimwe chete. Motsi kana kuti chiposhi zvinorevawo pfungwa yokuva chikamu chimwe kubva muhumwe hunobva mumubatanidzwa hwezvinhu. So muenzaniso, chidimbu chemutsara chakareba nechikamu chimwe chehubatanidzwa hwehurebu (chezvikamu zvehurebu).

Muzvidzidzo zveMasvomhu, chiperengo chehuwandu ichi chinomirirawo zvinotevera:

  • Pachinyakare, ichi chiperengo chohuwandu (ordinal number) chokutanga, kunyangwe zvazvo mazuvano maitiro anogamuchirwa noruzhinji ndeokushandisa chiperengo chehuwandu chinomirira kusavapo kwezvinhu, 0, saicho chiperengo chokutanga.

Mamwe mazita: bodzi, posi, potsi, modza, bodza, imwe, moshi, mosi

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Pazuva rechimotsi vana vechikoro vanoratidzwa dzimba dzekugara.
  • Nhangande zvinoreva chinhu chimwe chiri chenga, ringava shizha kana vhudzi kana dombo.
  • -dzamuka (Be, or be

able to be, removed in one piece - e.g. sadza, clay, mamera manyoro).

Zviri Mberi chinjirudza

Chivakashure cheEnglish chinoti proto chingaturikirwa sei? Proto zvinoreva first, foremost, earliest form of

Prototype rinokwanisa kunzi mhando yechiposhi kana mhando yechimotsi kana motsi wemhando. Zvichida pane kutodzana pamazwi anoti: posi, poshi, bodzi, mhodzi, bodzwa, chibodzwa kana mbodzwa?

Mitauro ye Afurika chinjirudza

  • Chewa vanoti kamodzi (once) kureva munhu kuita kana kuverengwa kwechinhu kamwe. VaKongo vanoti moxi (n. one).
  • VaGiryama vanoti (w)akwandza (first, beginner) vachireva wekutanga. VaZigula neVaGiryama vanoti umwenga (n. Oneness; unity; union; singular).
  • VaBukusu vanoti ndala (one - in counting). Liikhumi naa ndala (n. Eleven) kureva gumi nerimwe. VaWanga vanoti ndala (n. one).
  • VaNyole vanoti bamunyumba ndala (n. people of same house, family). Enda endala (of the same mother). Ngiemboon vanoti tàʼ (one).
  • Digo neGiryama vanoti mwenga (one) kureva mumwe. Sokuti mutu m-mwenga kureva munhu mumwe. Kwama vanoti sene kana sondo (n. one).