Kuyera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe Zambia neMalawi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti kuera (v. proclaim; preach).
  • Kikuyu inoti mweri (n. preacher).