Kyalo izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Ann Kyalo; Mercy Kyalo; Faith Kyalo; Ruth Kyalo.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lugwere inoti kyalo (n.1. earth, world. 2. geopolitical unit e.g. a nation, country, region, territory, village, or community).
  • Mbugwe inoti chalo (n. field) kureva munda.