Londa sezita
Londa izita revanhu rinowanikwa kuSouth Africa, Republic of the Congo neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Londa Madonsela; Diane Londa; Londa Sande; Londa Belta.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.