Longo izita revanhu rinowanikwa muTanzania, neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Longo; Jeefrey Longo; Tuli Longo; Princilia Longo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mandinka vanoti longo (n. experience; knowledge).
  • Sangho inoti longo (n. origin; provenance). Mamwe mazwi: longo (n. straightness; righteousness; verticality) - fananidzai nokuti kurongeka.
  • Sangho inoti longo (adj. straight, vertical). Mamwe mazwi: longo (v. tightening, pulling, tense, stretched).