Lukoa izita remhuri rinowanikwa muUganda, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Lukoa; Diana Lukoa; Peris Lukoa; Idaya Lukoa.
  • Mazwi ari pedyo: Makowa sezita.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.