Makowa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Malawi, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Simon Makowa, David; Brian; Gladson Makowa; Cathrine Makowa; Patrice Makowa aiva mutapi wenhau weZBC.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Zigula inoti kowa kana makowa (n. peel, husk, skin of fruit) kureva ganda remuchero.
  • Kagulu inoti lukoa kana makoa (n. strap). Nyanja inoti makowa (n. leaves or glumes round the head of maize).
  • Shimaore vanoti kowa kana makowa (n. a snail) kureva hozhwa.