KiKagulu

(runangakatsva kubva kuKagulu)

KiKagulu mutauro weBantu unowanikwa munyika yeTanzania kumatunhu anonzi Dodoma neMorogoro. Mutauro uyu unoda kufanana neKigogo uye Zaramo

Mashoko Anotodza Shona

chinjirudza
  • VaGulu vanoti igana (n. hundred) vachireva zana.
  • VaGulu vanoti uki (n. honey) vachireva huchi.
  • VaGulu vanoti kueleka (to bear) vachireva kubereka.
  • VaGulu vanoti ng'ombe (n. an ox) vachireva nzombe.
  • VaGulu vanoti mmera (n. malt) vachireva chimera.
  • VaGulu vanoti kupuluka (v. to fly) vachireva kubhururuka.
  • VaGulu vanoti kuseka (v. laugh) vachireva kuseka.
  • VaGulu vanoti njala (hunger) vachireva nzara.
  • VaGulu vanoti muti (n. tree) vachireva muti.
  • VaGulu vanoti mwezi (moon) vachireva mwedzi.
  • VaGulu vanoti moto (fire) vachireva moto.
  • VaGulu vanoti mbuli (n. an affair) vachireva mhaka.
  • VaGulu vanoti isi (n. land) vachireva ivhu kana chisi.
  • VaGulu vanoti chuma (n. iron).
  • VaGulu vanoti ntembo (elephant) vachireva nzou.
  • VaGulu vanoti ituli (n. pounding mortar) vachireva duri.
  • VaGulu vanoti ukali (fierceness) vachireva hukari.
  • VaGulu vanoti ulongo (n. clay) vachireva dongo.
  • VaGulu vanoti lusinga (a log of wood) vachireva danda.
  • VaGulu vanoti lubavu (a rib) vachireva mbabvu.
  • VaGulu vanoti luimbu (n. a song) vachireva chimbo.
  • VaGulu vanoti mugunda (a field) vachireva munda.
  • VaGulu vanoti lukoa (n. a strap).
  • VaGulu vanoti chinhu (thing) vachireva chinhu.
  • VaGulu vanoti mhene (n. goat) vachireva mbudzi.
  • VaGulu vanoti kaya (n. village) vachireva musha.


Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • VaGulu vanoti mp'iri (a storm) vachireva dutu remvura.
  • VaGulu vanoti towa (v. hit) vachireva kurova.
  • VaGulu vanoti kutandika (v. spread) vachireva kutanda.
  • VaGulu vanoti Umuhogo (n. cassava) vachireva mufarinya.


Zvakakochekerwa

chinjirudza