Gray112.png

Mbabvu (ribs) mapfupa anobva pakati pechipfuva anotenderera kunobatana nemuzongoza achivhara chipfuva nemusana nechekumusoro. Mbabvu dzinoita basa rekudzivirira mitezo yemuviri iri mukati yakadai semapapu, moyo, nezvimwewo.

Mazwi eBantuEdit

  • VaLugungu vanoti rubaju kana mbaju pakuwanda (rib) zvichireva mbabvu.
  • VaZigula vanoti lubavu kana mbavu (n. rib) zvichireva mbabvu.