Kigogo mutauro weBantu unotaurwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza ShonaEdit

  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo vanoti mtemi kana watemi pakuwanda (leader, rule) kureva mutongi.
  • VaGogo vanoti kubanya (lobola payment) kureva kuroora kusina kutizisa.
  • VaGogo vanoti kupula (eloping) kureva kutizisa.
  • VaGogo vanoti kupanga kureva kutema ugariri.
  • VaGogo vanoti ugali kureva sadza.
  • VaGogo vanoti vidodo (little) kureva zvidiki.
  • VaGogo vanoti kabila (tribe) kureva rudzi.