Lupindi izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Lupindi Sichilongo; Juma Lupindi; Lupindi Mwale; Anita Lupindi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti lupindi (n. Period of time, occasion).