Lusengu sezita
Lusengu izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Mbaya Lusengu; Lusengu Tshibangu; Agustin Lusengu
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- VaBemba vanoti ulusengu (n. bamboo) kureva mushenjere.