Lutota izita revanhu rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Beloty Lutota; Lengos Lutota; Christian Lutota; Lutota Bin Nyalundja.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Bushong inoti lutota (n. commotion; disturbance; disorder; interruption; tumult, uproar; fuss; hubbub, row, dispute).
  • Bushong inoti lutota (adj. noisy; quarrelsome, talkative; be fussy) kureva mhirizhonga.
  • Bushong inoti lutota (n. language, speech, dialect; idiom; noise; noise of human voices). Mamwe mazwi: tota (n. speak).
  • Bushong inoti tota Bakuba (n. Bakuba dialect i.e. prefix the name of the people with tota).