Luwamba izita rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Luwamba; Owen Luwamba; Tafadzwa Luwamba; Joseph Luwamba.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti luwamba (n. Film over the eye, dim light, stupidity).
  • VaLamba inoti wamba (v. Stretch or spread a tight covering over some thing).
  • VaLamba inoti wamba ngoma (v. cover a drum with hide).