Luwuko sezita
Luwuko izita remhuri rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Paulo Luwuko.
- Mazwi ari pedyo: kuvuka.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaLamba inoti luwuko (n. Doctor’s art , detection and treatment of illness).