Maambo sezita
Maambo izita revanhu rinowanikwa kuZambia.
- Vanhu vane zita iri: Maambo Musopa; Choolwe Maambo; Mweemba Maambo; Miyoba Maambo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Chimbalazi vanoti maambo (n. affairs).