Mabele sezita
Mabele izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neLesotho.
- Vanhu vane zita iri: Lawreance Mabele; Relebohile Mabele; Thembi Mabele; Prince Mabele.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho inotimabele (n. sorghum) kureva mapfunde.