Maboko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Rwanda, Burundi neSouth Africa;.

  • Vanhu vane zita iri: Maboko Mosena; Aime Maboko; Patricia Maboko; Tshidzo Maboko.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Tarisiro ndeyekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti maboko (n. hand; arm).