Mabutho izita rinowanikwa muZimbabwe, Botswana neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mabutho Mosetsana; Toziba Mabutho; Motlalepula Mabutho; Mpho Mabutho
  • Mazita ari Pedyo: Mabuta izita remhuri.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Xilenge vanoti kubuta (1. to gather together) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: kubutana (1. Come together, gather in a crowd, assemble). Buthu (n. assembly, the Church).
  • MaZulu vanoti butha (1. Gather together, 2. Recruit, enrol in a regiment) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: buthana (1. Come together, gather in a crowd, assemble).
  • MaZulu vanoti amabutho (n. regiment, age-grade, members of same age-grade) vachireva bato rimwe. Mamwe mazwi: umbutho (Gathering. meeting - as for study, conference, worship).
  • MaZulu vanoti amabutho (n. Member of a regiment, warrior, soldier). Muenzaniso: amabutho kaKrestu (soldiers of Christ) kureva mawuto aKristu.