Mabuwa izita remhuri rinowanikwa kuzimbabwe, Zambia neBotswana.

  • Vanhu vane zita iri: Mabuwa Makgakga; Hazvinei Mabuwa; Lerato Mabuwa; Evans Mabuwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti bua (n. priest).
  • VaSangho vanoti bua-kota (n. father superior; priest).
  • VaSangho vanoti koti-bua (n. deacon).