Mabvuto izita remhuri rinowanikwa muZambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mabvuto Phiri; Mabvuto Sakala; Mabvuto Nyirenda; Mabvuto Banda.
  • Mazwi ari pedyo: Chabvuta.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kubvuta (n. to be difficult, to perplex, to trouble; as of anything difficult to make; to be hard on a person). Mamwe mazwi: kubvutana (to contend in a mlandu).
  • Nyanja inoti kubvutikwa (n. to be bothered, to be oppressed). Mamwe mazwi: kubvuta (n. to trend down as cattle). Chobvuta (n. trouble).